Mateo 13:5 BDMCS

5 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, padzakashaya ivhu rakakwana. Dzakamera nokukurumidza nokuti ivhu rakanga risina kudzika.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:5 akapoteredza