Mateo 13:57 BDMCS

57 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:57 akapoteredza