Mateo 14:13 BDMCS

13 Jesu paakanzwa zvakanga zvaitika, akabvapo negwa ari oga akaenda kurenje. Vachinzwa izvi, vanhu vazhinji vakamutevera netsoka vachibva kumaguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14

Maonero Mateo 14:13 akapoteredza