15 Zvino ava madekwana, vadzidzi vake vakauya kwaari vakati, “Tiri musango, uye kwava kusviba. Endesai vanhu ava, kuti vaende mumisha vandozvitengera zvokudya.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14
Maonero Mateo 14:15 akapoteredza