Mateo 14:19 BDMCS

19 Uye akarayira kuti vanhu vagare pasi pauswa. Akatora zvingwa zvishanu nehove dziya mbiri akatarira kudenga akavonga, akazviropafadza uye akazvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi uye vadzidzi vakapa vanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14

Maonero Mateo 14:19 akapoteredza