Mateo 14:22 BDMCS

22 Pakarepo Jesu akaudza vadzidza vake kuti vapinde mugwa vafanotungamira kuenda kune rimwe divi, iye ndokusara achiendesa vanhu vazhinji ava.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14

Maonero Mateo 14:22 akapoteredza