26 Vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya kwazvo. Vakaridza mhere nokutya vakati, “Hero dzangaradzimu!”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14
Maonero Mateo 14:26 akapoteredza