31 Pakarepo Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, uye akati kwaari, “Iwe wokutenda kuduku, sei wakahadzika?”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 14
Maonero Mateo 14:31 akapoteredza