Mateo 15:22 BDMCS

22 Mumwe mukadzi muKenani womunzvimbo iyi akauya achidanidzira achiti, “Ishe, mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni! Mwanasikana wangu ari kutambudzwa zvikuru nedhimoni rakamubata.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 15

Maonero Mateo 15:22 akapoteredza