Mateo 16:1 BDMCS

1 VaFarisi navaSadhusi vakauya kuna Jesu vakamuedza nokumukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 16

Maonero Mateo 16:1 akapoteredza