Mateo 16:17 BDMCS

17 Jesu akapindura akati, “Wakaropafadzwa iwe Simoni mwanakomana waJona, nokuti izvi hazvina kuzarurirwa kwauri nomunhu asi naBaba vangu vari kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 16

Maonero Mateo 16:17 akapoteredza