Mateo 16:23 BDMCS

23 Jesu akatendeukira kwaari akati, “Enda shure kwangu Satani! Uri chigumburiso kwandiri nokuti hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako asi zvavanhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 16

Maonero Mateo 16:23 akapoteredza