Mateo 17:12 BDMCS

12 Asi ndinokuudzai kuti Eria akatouya kare asi havana kumuziva, uye vakaita kwaari zvavaida. Saizvozvo Mwanakomana woMunhu achatambudzwa pamaoko avo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 17

Maonero Mateo 17:12 akapoteredza