Mateo 17:20 BDMCS

20 Akavapindura achiti, “Nokuda kwokuti mune kutenda kudiki. Ndinokuudzai chokwadi kuti dai maiva nokutenda kudiki hako semhodzi yemasitadhi maigona kuti kugomo iri, ‘Ibva apa uende uko,’ zvichiitika. Hapana chamunozokundikana kuita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 17

Maonero Mateo 17:20 akapoteredza