Mateo 17:27 BDMCS

27 Asi kuti tisavagumbura enda kugungwa unokanda chiredzo chako mumvura. Tora hove yaunotanga kubata, wovhura muromo wayo, uchawana muine mari inokwana mutero wangu newako, uvape.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 17

Maonero Mateo 17:27 akapoteredza