Mateo 18:10 BDMCS

10 “Onai kuti hamuzvidze mumwe wavaduku ava. Ndinokuudzai kuti vatumwa vavo kudenga vanogaroona chiso chaBaba vangu vari kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 18

Maonero Mateo 18:10 akapoteredza