Mateo 18:15 BDMCS

15 “Kana hama yako yakutadzira enda umuudze mhosva yake, muri vaviri chete. Kana akakunzwa wodzora hama yako.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 18

Maonero Mateo 18:15 akapoteredza