Mateo 18:17 BDMCS

17 Kana akaramba kuteerera, uudze kereke, kana akaramba kuteerera kunyange kereke, umutore zvako somuhedheni kana muteresi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 18

Maonero Mateo 18:17 akapoteredza