Mateo 19:1 BDMCS

1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 19

Maonero Mateo 19:1 akapoteredza