Mateo 19:10 BDMCS

10 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 19

Maonero Mateo 19:10 akapoteredza