Mateo 19:29 BDMCS

29 Uye vose vakasiya dzimba, kana vakoma kana vanun'una kana hanzvadzi kana baba kana mai kana vana kana minda nokuda kwangu vachagamuchira zvakapetwa kazana, uye vachagara nhaka youpenyu husingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 19

Maonero Mateo 19:29 akapoteredza