Mateo 2:11 BDMCS

11 Vakati vasvika pamba apa, vakaona mwana namai vake Maria, uye vakakotamira pasi vakamunamata. Vakasunungura pfuma yavo vakapa zvipo zvegoridhe, nezvinonhuwira nemura.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:11 akapoteredza