Mateo 2:13 BDMCS

13 Zvino kuzoti vaenda, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa mukurota, akati, “Kurumidza kutora mwana namai vake mutizire kuIjipiti. Mugareko kusvikira ndakuudzai, nokuti Herodhi achatsvaka mwana uyu kuti amuuraye.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:13 akapoteredza