Mateo 20:23 BDMCS

23 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo muchanwa mumukombe wangu, asi zvokuti mugare kurudyi kana kuruboshwe rwangu, handisini ndinopa. Nzvimbo idzi ndedzaavo vakadzigadzirirwa naBaba vangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 20

Maonero Mateo 20:23 akapoteredza