Mateo 20:31 BDMCS

31 Vanhu vazhinji vakavatsiura vakavarayira kuti vanyarare, asi ivo vakanyanya kudanidzirisa, vachiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 20

Maonero Mateo 20:31 akapoteredza