Mateo 20:8 BDMCS

8 “Akati ava madekwana, muridzi womunda wemizambiringa akati kumutariri wake, ‘Dana vashandi ugovapa mubayiro wavo, uchitanga navapedzisira kupiwa basa kusvikira kune vokutanga.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 20

Maonero Mateo 20:8 akapoteredza