Mateo 21:2 BDMCS

2 achiti kwavari, “Endai kumusha wamakatarisana nawo uye imomo muchaona mbongoro yakasungirirwa pamwe chete nomwana wayo. Mudzisunungure muuye nadzo kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:2 akapoteredza