Mateo 21:23 BDMCS

23 Jesu akapinda muruvazhe rwetemberi, uye paakanga achidzidzisa, vaprista vakuru navakuru vavanhu vakauya kwaari. Vakamubvunza vakati, “Muri kuita zvinhu izvi nesimba ripi? Uye ndiani akakupai simba irori?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:23 akapoteredza