Mateo 21:25 BDMCS

25 Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabvepi? Rwakabva kudenga here kana kuvanhu?” Vakataurirana pakati pavo uye vakati, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga’ achazobvunza kuti, ‘Zvino makaregerei kumutenda?’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:25 akapoteredza