Mateo 21:32 BDMCS

32 Nokuti Johani akauya kwamuri kuti azokuratidzai nzira yokururama, uye hamuna kumutenda, asi vateresi nezvifeve vakatenda. Uye kunyange mushure mokunge maona izvi hamuna kutendeuka mukamutenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:32 akapoteredza