Mateo 21:9 BDMCS

9 Vazhinji vakanga vakatungamira mberi navaya vakanga vachitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raIshe!” “Hosana kumusoro-soro!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:9 akapoteredza