Mateo 22:24 BDMCS

24 Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatiudza kuti murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kuwana chirikadzi agomuberekera vana.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22

Maonero Mateo 22:24 akapoteredza