Mateo 23:12 BDMCS

12 Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 23

Maonero Mateo 23:12 akapoteredza