Mateo 23:3 BDMCS

3 Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 23

Maonero Mateo 23:3 akapoteredza