Mateo 23:37 BDMCS

37 “Iwe Jerusarema, Jerusarema! Iwe unouraya vaprofita nokutaka namabwe avo vanotumirwa kwauri, kazhinji sei kandaidisa kuunganidza vana vako sezvinoita nhunzvi yehuku inounganidza hukwana dzayo pasi pamapapiro ayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 23

Maonero Mateo 23:37 akapoteredza