Mateo 24:2 BDMCS

2 Iye akati kwavari, “Muri kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna ibwe richasara pano riri pamusoro perimwe; ose achawisirwa pasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 24

Maonero Mateo 24:2 akapoteredza