Mateo 24:36 BDMCS

36 “Hapana anoziva musi kana nguva kunyange vatumwa vokudenga kana Mwanakomana, asi Baba chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 24

Maonero Mateo 24:36 akapoteredza