Mateo 24:6 BDMCS

6 Muchanzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, asi chenjerai kuti murege kuvhundutswa nazvo. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 24

Maonero Mateo 24:6 akapoteredza