Mateo 25:10 BDMCS

10 “Asi vachiri munzira kundotenga mafuta, chikomba chakasvika. Vasikana vakanga vakagadzirira vakapinda naye mumutambo wesvitsa uye musuo ukapfigwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25

Maonero Mateo 25:10 akapoteredza