Mateo 25:29 BDMCS

29 Nokuti wose anazvo achapiwa zvimwe, achava nezvakawanda. Ani naani asina, kunyange nezvaanazvo achazvitorerwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25

Maonero Mateo 25:29 akapoteredza