Mateo 25:34 BDMCS

34 “Ipapo Mambo achati kuna avo vari kurudyi rwake, ‘Uyai imi makaropafadzwa naBaba vangu, mutore nhaka yenyu, umambo hwamakagadzirirwa kubva pakusikwa kwenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25

Maonero Mateo 25:34 akapoteredza