Mateo 25:40 BDMCS

40 “Mambo achapindura achiti, ‘Ndinokuudzai chokwadi kuti, chose chamakaitira mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makazviitira ini.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 25

Maonero Mateo 25:40 akapoteredza