Mateo 26:31 BDMCS

31 Ipapo Jesu akati kwavari, “Usiku huno imi mose muchatiza nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“ ‘Ndicharova mufudzi,boka ramakwai rigopararira.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:31 akapoteredza