Mateo 26:38 BDMCS

38 Ipapo akati kwavari, “Mweya wangu uri kushungurudzika kwazvo kusvika pakufa. Garai pano uye murinde pamwe chete neni.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:38 akapoteredza