Mateo 26:55 BDMCS

55 Panguva iyoyo Jesu akati kuvanhu vazhinji vaivapo, “Ko, ndinotungamira vapanduki here zvamauya neminondo netsvimbo kuzondibata? Mazuva ose ndaigara mutemberi ndichidzidzisa uye hamuna kundisunga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:55 akapoteredza