Mateo 26:58 BDMCS

58 Asi Petro akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvazhe rwomuprista mukuru. Akapinda akagara pasi pamwe chete navarindi kuti aone maperero azvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:58 akapoteredza