Mateo 26:63 BDMCS

63 Asi Jesu akaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari, “Ndinokurayira, sezvo wapika naMwari mupenyu, kuti, ‘Tiudze kana uri iwe Kristu, Mwanakomana waMwari.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:63 akapoteredza