Mateo 26:69 BDMCS

69 Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:69 akapoteredza