Mateo 27:17 BDMCS

17 Saka vanhu vazhinji vakati vaungana, Pirato akavabvunza akati, “Ndoupi wamunoda kuti ndikusunungurirei: Bharabhasi kana kuti Jesu anonzi Kristu?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27

Maonero Mateo 27:17 akapoteredza