Mateo 27:24 BDMCS

24 Pirato akati aona kuti hapana kwaaisvika, asi kuti bope rakanga rotanga, akatora mvura akashamba maoko ake pamberi pavanhu akati, “Handina mhosva yeropa romunhu uyu. Zvionerei.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27

Maonero Mateo 27:24 akapoteredza